1. Home
  2. Qounfuzed
  3. Nguva

Nguva

Qounfuzed

Wakanditambisira nguva yangu Wakanditambisira mari yangu kani Dai ndakatoipa amai vangu Zvinhu zvese zvawakandiitira Mwari ave newe kunge Neria Haaa ah Inini zvangu ndaitoda zvachose asi iwe unenge waisada Kwako kwaingova kufambisa nguva nguva nguva nguvaa Moyo wako handingambowufose   uchindidyira musaga Ndinenge ndirikizvitambisira nguva nguva nguva nguvaaaa Waipretender seunondida Asi wausingandide Ndaiona tichienda tese kumarinda Asi hazvichaitewo Dzimwe nguva ndinoswera ndichikufunga Mawungira eizwi rako richiti handichakuda haa Ndirikurwadziwa Tsono yawakabaya nayo moyo ndinoikumbirawo Ndisone Moyo wawakabvarura Ndatambura Haa Inini zvangu ndaitoda zvachose asi iwe unenge waisada Kwako kwaingova kufambisa nguva nguva nguva-nguvaaa Moyo wako handingambowufose   uchindidyira musaga Ndinenge ndirikizvitambisira nguva nguva nguva nguvaa Haa ah Ndangandisina kumbozvifungira Kuti ndozvawaindifungira Haa ah I know you tell your friends that I'm not your type Asi wani waiuya kumba uchi spender night Wai spender night oh And I hate your friends coz they always took your side Vaitora masides Nguva dzese dzataiita mafights Uchazondifunga kana ndakuita zva someone else Ndichimurukisa musoro Nekumuisisa manails Uchazondifunga kana ndakuita zva someone else Ndichimurukisa musoro Nekumuisisa manails Hazvichina basa kuzvitaura Chishuwo chako chaiva chekuti ndigokawura Inini zvangu ndaitoda zvachose asi iwe unenge waisada Kwako kwaingova kufambisa nguva nguva nguva-nguvaaa Moyo wako handingambowufose   uchindidyira musaga Ndinenge ndirikizvitambisira nguva nguva nguva nguvaa Wakanditambisira nguva yangu Wausingandide Wakanditambisira mari yangu Wausingandide Dai ndakatoipa amai vangu Zvinhu zvese zvawakandiitira Mwari ave newe kunge Neria Uchazondifunga kana ndakuita zva someone else Ndichimurukisa musoro Nekumuisisa manails Uchazondifunga kana ndakuita zva someone else Ndichimurukisa musoro Nekumuisisa manails

Share it


※ Songwriter

Mcdonald Sheldon

https://onlyrics.co/en/qounfuzed/nguva?lang=en

Submitted on October 17, 2022 by Anonymous

Comments

You need to be logged in to write a comment. Please login or register to continue.
Qounfuzed
The best of
Qounfuzed

Release Name or Album Name

Nguva

Release Date

July 19, 2022

Language

language English

Spotify

Listen song in spotify service

Words

Most Popular Words in Songs

kwako wako zvachose ndinenge kana ndaitoda wakanditambisira inini uchazondifunga kwaingova musaga nguvaa nguva your someone zvangu manails ndakuita nekumuisisa unenge ndichimurukisa kufambisa waisada musoro handingambowufose uchindidyira ndirikizvitambisira else wausingandide yangu moyo

Analysis

Analytics audio from this song