1. Inicio
  2. Qounfuzed
  3. 9ine

9ine

Qounfuzed

Let Go, 9 aewa kana I don't wanna Let go Kamutambiro kauri kuita Song payatanga kurira kamufariro kacho kawaita Kuita kunge urikutyoka chiuno Ndianiko akukoka kuno Haaa Slow wine Munda uyu ndodawo kuhukohwa ini Chiuono kuita sechiri kudrawer 9ine Hameno hako mama vakakuona uri urikurohwa (Raw 9) Chiuno chake kunge propeller Vasingagone huyai muzokupera Ndokumbirawo kukochekera Besu rako richiwombera Ndine skiri randiri kuda kuyedza Wakandigarira uchitenderedza Ndakakubata chete handimbokuregedza Kugwedebedza kudzamara kunze kwayedza Kamutambiro kauri kuita Song payatanga kurira kamufariro kacho kawaita Kuita kunge urikutyoka chiuno Ndiani akukoka kuno Haaa Slow wine Munda uyu ndodawo kuhukohwa ini Chiuno kuita sechiri kudrawer 9ine Hameno hako mama vakakuona urikurohwa (Raw 9) Hooo Wakatakura zvinhu zvevanhu four Aiwa kana I don't wanna let go Ndiwe uri kurira zvasvika kana next door Une mhere Saka babe kahunhu akaka kakabvepi Ungazviite here munana Daddy Chivakashure chinozadza saga bag Mukaka babe, wakakabepi Kamutambiro kauri kuita Song payatanga kurira kamufariro kacho kawaita Kuita kunge urikutyoka chiuno Ndiani akukoka kuno Haaa Slow wine Munda uyu ndodawo kuhukohwa ini Chiuno kuita sechiri kudrawer 9ine Hameno hako mama vakakuona urikurohwa (Raw 9) Haa Slow whine Kamutambiro Slow whine Chiuno kuita sechiri kudrawer Tyoka tyoka Slow whine

Compartir


※ Letrista

Mcdonald Sheldon

https://onlyrics.co/es/qounfuzed/9ine?lang=en

Enviado el 17 de octubre de 2022 Por Anonymous

Comentarios

You need to be logged in to write a comment. Please login or register to continue.
Qounfuzed
Lo mejor de
Qounfuzed

Nombre Lanzamiento o Álbum

9ine

Fecha de Lanzamiento

19 de julio de 2020

Idioma

language Inglés

Spotify

Escuchar en spotify

Palabras

Palabras más usadas en esta canción

kamutambiro vakakuona urikurohwa hameno kamufariro kana akukoka 9ine munda urikutyoka kuhukohwa mama ndodawo sechiri haaa kuno kauri slow kacho kudrawer kuita hako payatanga whine chiuno kunge song kawaita wine kurira

Análisis

Análisis de la canción