1. Inicio
  2. Qounfuzed
  3. Shisha

Shisha

Qounfuzed

Fonera Kisha Akoke shamwari dzake dzese titenderedze shisha Toita zvatai wisher Kana yanguva yeprezha Prezha prezha prezha prezha Chero usiri ngezha Mari mashizha oh Kugaroita hunhu kwavo aiwa hazvizodi Doro rakatonhora pisa liver Chero takazofawo ndizvozvo Kugara tichingoita hunhu kwavo aiwa hazvizodi Doro rakatonhora pisa liver chero takazofawo ndizvozvo Shisha shisha Ridzai manumber Shisha shisha Tigare tatamba Shisha shisha Wedzerai mhamba Musapedze chamba Vazoti vari kuuya here vana Kisha Vakangobatika zvinobva zvanakidza Vakati vanoda chamba musarambidza Masong avanoda ugomaridza oh Kugaroita hunhu kwavo aiwa hazvizodi Doro rakatonhora pisa liver Chero takazofawo ndizvozvo Kugara tichingoita hunhu kwavo aiwa hazvizodi Doro rakatonhora pisa liver chero takazofawo ndizvozvo Shisha shisha shisha shisha Shisha Shisha Shisha Shisha Shisha Shisha Shisha Shisha Shisha Shisha Shisha Shisha Party ino tanga masikati Asi zvinenge zvisati zvava kunakidza Isusu ndisu ka party Zvinotanga kufaya patinobatika Tiine mabhebhi yese type Batidza rasha vakweve pipe Tikangokubata uchivafuridzira hutsi mudhirezi tinomutsa fight Vari kuiti Hubbly Vamwe shisha, vamwe hooker Headmaster vekudengezera rasha rakatsvuka Vamwe vanoti chinoda chamba Vamwe vanozvibuka Ukaona chichipfungaira usazoiti iGuka Kugaroita hunhu kwavo aiwa hazvizodi Doro rakatonhora pisa liver Chero takazofawo ndizvozvo Kugara tichingoita hunhu kwavo aiwa hazvizodi Doro rakatonhora pisa liver chero takazofawo ndizvozvo Tazofawo Fonera Kisha Akoke shamwari dzake dzese titenderedze shisha Toita zvatai wisher Kana yanguva yeprezha Prezha prezha prezha prezha Wedzerai mhamba Musapedze chamba Kugaroita hunhu kwavo aiwa hazvizodi Doro rakatonhora pisa liver Chero takazofawo ndizvozvo Kugara tichingoita hunhu kwavo aiwa hazvizodi Doro rakatonhora pisa liver chero takazofawo ndizvozvo Shisha shisha shisha shisha Shisha Shisha Shisha Shisha Shisha Shisha Shisha Shisha Shisha Shisha Shisha Shisha

Compartir


※ Letrista

Mcdonald Sheldon

https://onlyrics.co/es/qounfuzed/shisha?lang=en

Enviado el 17 de octubre de 2022 Por Anonymous

Comentarios

You need to be logged in to write a comment. Please login or register to continue.
Qounfuzed
Lo mejor de
Qounfuzed

Nombre Lanzamiento o Álbum

Shisha

Fecha de Lanzamiento

20 de noviembre de 2021

Idioma

language Inglés

Spotify

Escuchar en spotify

Palabras

Palabras más usadas en esta canción

kwavo ndizvozvo kugaroita aiwa kugara rakatonhora chero pisa doro prezha shisha kisha hazvizodi takazofawo hunhu vamwe chamba liver tichingoita

Análisis

Análisis de la canción